1 Makoronike 21:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Dhavhidhi akati kuna Mwari, “Ndakatadza zvikuru pandakaita chinhu ichi. Zvino ndokumbirawo kuti mubvise kuipa kwomuranda wenyu. Ndakaita sebenzi kwazvo.”

1 Makoronike 21

1 Makoronike 21:5-18