1 Makoronike 21:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi mambo Dhavhidhi akapindura Arauna akati, “Kwete, ndinoda kutenga nomutengo wakazara. Handingatori ndichipa Jehovha zvinhu zvako iwe kana kubayira chipiriso chinopiswa chandisina kuripira.”

1 Makoronike 21

1 Makoronike 21:20-30