1 Makoronike 20:7-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

7. Paakatuka Israeri, Jonatani mwanakomana waShimea, munun'una waDhavhidhi akamuuraya.

8. Izvi ndizvo zvizvarwa zvaRafa muGati, uye vakaurayiwa naDhavhidhi navanhu vake.

1 Makoronike 20