1 Makoronike 20:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mune kumwe kurwisana zvakare, kwakaitika paGati paiva nomumwe murume mukuru kwazvo aiva neminwe mitanhatu muruoko rumwe norumwe nezvigunwe zvitanhatu kugumbo rimwe nerimwe, zvose pamwe chete zvaiva makumi maviri nezvina. Aivawo worudzi rwaRafa.

1 Makoronike 20

1 Makoronike 20:5-8