1 Makoronike 20:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye akabudisa vanhu vakanga varimo, akavatongera kuti vashande namajeko namapiki namatemo. Dhavhidhi akaita saizvozvi kumaguta ose avaAmoni. Ipapo Dhavhidhi nehondo yake yose akadzokera kuJerusarema.

1 Makoronike 20

1 Makoronike 20:1-8