1 Makoronike 2:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Karebhu mwanakomana waHezironi akabereka vana nomudzimai wake Azubha (uye naJerioti). Ava ndivo vaiva vanakomana vake: Jesheri Shobhabhi naAridhoni.

1 Makoronike 2

1 Makoronike 2:13-24