1 Makoronike 2:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jese aiva baba vaEriabhi dangwe rake; mwanakomana wake wechipiri ainzi Abhinadhabhi, wechitatu ainzi Shimea,

1 Makoronike 2

1 Makoronike 2:12-16