1 Makoronike 19:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaAmoni vakati vaziva kuti vakanga vava chinhu chinonhuwa mumhino dzaDhavhidhi, Hanuni navaAmoni vakatumira chiuru chamatarendaa esirivha kuti vandokumbira ngoro navachairi vadzo kubva kuAramu Naharaimu, Aramu Maaka nokuZobha.

1 Makoronike 19

1 Makoronike 19:1-15