1 Makoronike 19:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

machinda avaAmoni akati kuna Hanuni, “Unofunga here kuti Dhavhidhi ari kukudza baba vako nokutuma vanhu vake kuti vauye kuzokunyaradza? Vanhu vake havana kuuya kuzoshora nyika yedu here kuti vaitore?”

1 Makoronike 19

1 Makoronike 19:1-5