1 Makoronike 19:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi paakaudzwa izvi, akaunganidza Israeri yose ndokuyambuka Jorodhani; akaswedera kwavari kundovarwisa uye akaronga mitsetse yehondo akatarisana navo. Dhavhidhi akaita kuti mitsetse yake isangane navaAramu muhondo uye ivo vakarwa naye.

1 Makoronike 19

1 Makoronike 19:7-19