1 Makoronike 19:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Joabhu akati, “Kana vaAramu vandikundaka, ipapo iwe unofanira kuzondinunura; asi kana vaAmoni vakakukunda, ipapo ini ndichakununura.

1 Makoronike 19

1 Makoronike 19:10-17