1 Makoronike 19:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Joabhu akaona kuti kwaiva nemitsetse yavanhu vakagadzirira kurwa mberi kwake neshure kwake; saka akasarudza mamwe wamapoka avarwi vapamusoro muIsraeri akavaendesa kuti vandorwa navaAramu.

1 Makoronike 19

1 Makoronike 19:5-19