1 Makoronike 17:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Zvino naizvozvo udza muranda wangu Dhavhidhi kuti, ‘Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: Ndakakutora kubva kumafuro kumafuro kwawakanga uchifudza makwai, kuti uve mutongi wavanhu vangu Israeri.

1 Makoronike 17

1 Makoronike 17:1-9