1 Makoronike 17:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mambo Dhavhidhi akapinda akagara pamberi paMwari akati:“Ndini aniko, nhai Jehovha Mwari, uye mhuri yangu chiiko, kuti mandisvitsawo pano?

1 Makoronike 17

1 Makoronike 17:12-20