1 Makoronike 15:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Dhavhidhi akanga akapfeka nguo yomucheka wakanaka sezvakanga zvakaita vaimbi, naKenania akanga ari mutungamiri wokuimba kuvaimbi. Dhavhidhi akanga akapfekawo efodhi yomucheka.

1 Makoronike 15

1 Makoronike 15:17-29