1 Makoronike 15:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kenania mukuru wavaRevhi ndiye aitungamirira kuimba; ndiro rakanga riri basa rake nokuti aiva nyanzvi pariri.

1 Makoronike 15

1 Makoronike 15:16-24