1 Makoronike 15:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Dhavhidhi akati, “Hakuna munhu kunze kwavaRevhi anofanira kutakura areka yaMwari, nokuti Jehovha akavasarudza kuti vatakure areka yaJehovha uye kuti vashumire pamberi pake nokusingaperi.”

1 Makoronike 15

1 Makoronike 15:1-12