1 Makoronike 15:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka vaRevhi vakagadza Hemani mwanakomana waJoere; kubva kuhama dzake Asafi mwanakomana waBherekia; uye kubva kuhama dzavo vaMerari, Etani mwanakomana waKushaya;

1 Makoronike 15

1 Makoronike 15:9-23