1 Makoronike 15:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Izvi zvakaitika nokuti imi vaRevhi hamuna kukwira neareka pakutanga paya Jehovha Mwari wedu paakatiratidza kutsamwa kukuru. Hatina kunge tabvunza kwaari kuti tingazviite sei nenzira yakarayirwa.”

1 Makoronike 15

1 Makoronike 15:7-14