1 Makoronike 14:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

saka Dhavhidhi akabvunza kuna Mwari akati, “Ndingaenda here kundorwisa vaFiristia? Mungavaisa mumaoko angu here?”Jehovha akapindura akati, “Enda ndichavaisa mumaoko ako.”

1 Makoronike 14

1 Makoronike 14:7-17