1 Makoronike 12:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

varume vokwaIsakari vainzwisisa nguva uye vaiziva kuti Israeri yaifanira kuitei, vaiva vakuru mazana maviri nehama dzavo dzose dzaiva pasi pavo;

1 Makoronike 12

1 Makoronike 12:25-35