1 Makoronike 12:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uku ndiko kuwanda kwavarume vakapakata zvombo kuti vandorwa, vakauya kuna Dhavhidhi paHebhuroni kuti vatore umambo hwaSauro vahupe kwaari, sezvazvakanga zvarehwa naJehovha:

1 Makoronike 12

1 Makoronike 12:15-32