1 Makoronike 12:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vamwe varume vokwaManase vakabatana naDhavhidhi paakaenda navaFiristia kundorwisa Sauro. Iye navanhu vake havana kubatsira vaFiristia nokuti, vapedza kubvunzana, vatongi vavo vakamudzosa vakati, “Zvichatiurayisa kana akazotitiza akandobatana namambo wake Sauro.”

1 Makoronike 12

1 Makoronike 12:16-22