1 Makoronike 12:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akaenda kundosangana navo akati kwavari, “Kana mauya kwandiri norugare, kuzondibatsira, ndakagadzirira kuti mubatane neni. Asi kana mauya kuzonditengesa kuvavengi vangu iwo maoko angu asina kuita zvechisimba, Mwari wamadzibaba edu ngaazvione uye akutongei.”

1 Makoronike 12

1 Makoronike 12:8-21