1 Makoronike 12:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ivava ndivo vaya vakayambuka Jorodhani mumwedzi wokutanga parwainge rwakazara nokumahombekombe uye vakaita kuti vanhu vose vaigara mumipata, kumabvazuva nokumavirira, vatize.

1 Makoronike 12

1 Makoronike 12:5-24