1 Makoronike 11:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akanga ati, “Achatungamirira kundorwisa vaJebhusi ndiye achava mukuru wavarwi.” Joabhu mwanakomana waZeruya ndiye akatanga kuenda saka akapiwa utungamiri hwacho.

1 Makoronike 11

1 Makoronike 11:1-15