1 Makoronike 11:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Bhenaya mwanakomana waJehoyadha aiva murwi woumhare aibva kuKabhizeeri, akaita mabasa, makuru. Akauraya mhare mbiri dzapamusoro dzavaMoabhu. Akapindawo mugomba mumwe musi kuine chando akauraya shumba.

1 Makoronike 11

1 Makoronike 11:16-31