1 Makoronike 11:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Abhishai munun'una waJoabhu akanga ari mukuru waVatatu Ava. Akasimudza pfumo rake kuti arwise varume mazana matatu, akavauraya, uye akava nomukurumbira saVatatu Vaya.

1 Makoronike 11

1 Makoronike 11:12-21