1 Makoronike 11:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akanzwa nyota uye akati, “Haiwa, dai mumwe munhu ainondicherera mvura yokunwa kubva mutsime riri pedyo nesuo reBheterehema!”

1 Makoronike 11

1 Makoronike 11:7-25