1 Makoronike 11:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ava ndivo vaiva vakuru pakati pavarume voumhare vaiva naDhavhidhi, avo pamwe chete neIsraeri yose, vakatsigira umambo hwake zvakasimba kuti husvike munyika yose sokuvimbisa kwakanga kwaita Jehovha.

1 Makoronike 11

1 Makoronike 11:9-13