1 Makoronike 10:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sauro akati kumubati wenhumbi dzake dzokurwa, “Vhomora munondo wako undibaye nawo kuti varume ava vasina kudzingiswa varege kuuya vakanditambudza.” Asi mubati wenhumbi dzake dzokurwa akatya kwazvo akasada kuzviita; saka Sauro akatora munondo wake akazviwisira pauri.

1 Makoronike 10

1 Makoronike 10:2-9