1 Makoronike 10:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

mhare dzose dzakasimuka dzikandotora zvitunha zvaSauro, navanakomana vake vakauya nazvo kuJabheshi vakaviga mapfupa avo pamuti mukuru weJabheshi uye vakatsanya kwamazuva manomwe.

1 Makoronike 10

1 Makoronike 10:8-14