1 Makoronike 1:9-12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

9. Vanakomana vaKushi vaiva: Sebha, Havhira, Sabata, Raama naSabhiteka. Vanakomana vaRaama vaiva: Shebha naDedhani.

10. Kushi aiva baba vaNimurodhi; uyo akakura akava murwi mukuru panyika.

11. Miziraimi aiva baba vavaRudhi, vaAnami, vaRehabhi, vaNafutuhi,

12. vaPataini, vaKasiruhi (umo makazobvawo vaFiristia) navaKafitori.

1 Makoronike 1