1 Makoronike 1:46 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hushami paakafa, Hadhadhi mwanakomana waBedhadhi uyo akakunda Midhiani munyika yaMoabhu akamutevera paumambo. Guta rake rainzi Avhiti.

1 Makoronike 1

1 Makoronike 1:44-48