1 Makoronike 1:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vana vaErifazi vaiva: Temani, Omari, Zefa, Gatami, naKenazi; naTimina, vakabereka Amareki.

1 Makoronike 1

1 Makoronike 1:31-46