1 Makoronike 1:2-6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

2. Kenani, Maharareri, Jaredhi,

3. Inoki, Metusera, Rameki, Noa.

4. Vanakomana vaNoa vaiva: Shemu, Hamu, naJafeti.

5. Vanakomana vaJafeti vaiva: Gomeri, Magogi, Madhai, Javhani, Tubhari, Mesheki naTirasi.

6. Vanakomana vaGomeri vaiva: Ashikenazi, Rifati naTogama.

1 Makoronike 1