1 Makoronike 1:18-24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

18. Arifakadhi aiva baba vaShera uye aiva baba vaEbheri.

19. Vanakomana vaviri vakaberekerwa Ebheri: mumwe ainzi Peregi, nokuti panguva yake nyika yakanga yakakamurana; munun'una wake ainzi Jokitani.

20. Jokitani aiva baba vaArimodhadhi, Sherefi, Hazarimavheti, Jera,

21. Hadhorami, Uzari, Dhikira,

22. Obhari, Abhimaeri, Shebha,

23. Ofiri, Havhira, naJobhabhi. Ava vose vaiva vanakomana vaJokitani.

24. Shemu, Arifakisadhi, Shera,

1 Makoronike 1