1 Makoronike 1:18-21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

18. Arifakadhi aiva baba vaShera uye aiva baba vaEbheri.

19. Vanakomana vaviri vakaberekerwa Ebheri: mumwe ainzi Peregi, nokuti panguva yake nyika yakanga yakakamurana; munun'una wake ainzi Jokitani.

20. Jokitani aiva baba vaArimodhadhi, Sherefi, Hazarimavheti, Jera,

21. Hadhorami, Uzari, Dhikira,

1 Makoronike 1