1 Makoronike 1:17-22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

17. Vanakomana vaShemu vaiva: Eramu, Ashua, Arifakadhi, Rudhi naAramu. Vanakomana vaAramu vaiva: Uzi, Huri, Geteri naMesheki.

18. Arifakadhi aiva baba vaShera uye aiva baba vaEbheri.

19. Vanakomana vaviri vakaberekerwa Ebheri: mumwe ainzi Peregi, nokuti panguva yake nyika yakanga yakakamurana; munun'una wake ainzi Jokitani.

20. Jokitani aiva baba vaArimodhadhi, Sherefi, Hazarimavheti, Jera,

21. Hadhorami, Uzari, Dhikira,

22. Obhari, Abhimaeri, Shebha,

1 Makoronike 1