1 Makoronike 1:15-19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

15. vaHivhi, vaAriki, vaSini,

16. vaArivhadhi, vaZemari nevaHamati.

17. Vanakomana vaShemu vaiva: Eramu, Ashua, Arifakadhi, Rudhi naAramu. Vanakomana vaAramu vaiva: Uzi, Huri, Geteri naMesheki.

18. Arifakadhi aiva baba vaShera uye aiva baba vaEbheri.

19. Vanakomana vaviri vakaberekerwa Ebheri: mumwe ainzi Peregi, nokuti panguva yake nyika yakanga yakakamurana; munun'una wake ainzi Jokitani.

1 Makoronike 1