1 Madzimambo 9:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akati kwaari:“Ndanzwa munyengetero wako nechikumbiro chako chawaita pamberi pangu; temberi iyi yawavaka ndaiita tsvene, nokuisa Zita rangu mairi nokusingaperi. Meso angu nomwoyo wangu zvichavamo nguva dzose.

1 Madzimambo 9

1 Madzimambo 9:1-4