1 Madzimambo 9:27-28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

27. Uye Hiramu akatuma varanda vake, vafambisi vezvikepe vaiziva gungwa kuti vazoshandisa zvikepe pamwe chete navaranda vaSoromoni.

28. Vakaenda kuOfiri, vakandodzokako namazana mana namakumi maviri amatarendab egoridhe, ayo avakandopa Mambo Soromoni.

1 Madzimambo 9