1 Madzimambo 9:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mushure mokunge mwanasikana waFaro abva kuGuta raDhavhidhi akauya kumuzinda wake waakanga avakirwa naSoromoni, Soromoni akavaka Miro.

1 Madzimambo 9

1 Madzimambo 9:18-28