1 Madzimambo 9:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Faro mambo weIjipiti akanga arwisa uye akatora Gezeri. Akanga aripisa nomoto. Akauraya vaKenani vaigara mariri akaripa kumwanasikana wake, mukadzi waSoromoni sechipo pakuwanikwa kwake.

1 Madzimambo 9

1 Madzimambo 9:13-20