1 Madzimambo 8:56 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Jehovha ngaarumbidzwe, iye akapa zororo kuvanhu vake Israeri sezvaakavimbisa chaizvoizvo. Hapana kana shoko rimwe chete risina kuitika pazvivimbiso zvose zvakanaka zvaakapa nokumuranda wake Mozisi.

1 Madzimambo 8

1 Madzimambo 8:55-58