1 Madzimambo 8:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye Mambo Soromoni neungano yose yeIsraeri yakanga yaungana paari, vakanga vanaye pamberi peareka, vachibayira makwai nehando zvakawanda zvokuti zvakanga zvisingagoni kuverengwa nokuwanda kwazvo.

1 Madzimambo 8

1 Madzimambo 8:1-14