1 Madzimambo 8:44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kana vanhu venyu vakaenda kundorwa navavengi vavo, kwose kwamunovatuma, uye pavanonyengetera kuna Jehovha vakatarisa kuguta ramakasarudza netemberi yandavakira Zita renyu,

1 Madzimambo 8

1 Madzimambo 8:42-51