1 Madzimambo 8:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ipapo inzwai muri kudenga uye muwane zvamunoita. Tongai pakati pavaranda venyu, mupe mhosva kumutadzi nokuisa pamusoro wake iye zvaanenge aita. Mururamisire akarurama nokumupa zvakafanira kururama kwake.

1 Madzimambo 8

1 Madzimambo 8:22-39