1 Madzimambo 8:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvakadaro, teererai munyengetero womuranda wenyu nokukumbira kwake, haiwa Jehovha Mwari wangu. Inzwai kudanidzira nomunyengetero uri kuitwa nomuranda wenyu pamberi penyu nhasi.

1 Madzimambo 8

1 Madzimambo 8:25-38