1 Madzimambo 8:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

akati,“Jehovha, Mwari weIsraeri, hakuna mumwe Mwari akaita semi kumusoro kudenga kana pasi panyika, imi munochengeta sungano yorudo yavaranda venyu vanofamba pamberi penyu nomwoyo wavo wose.

1 Madzimambo 8

1 Madzimambo 8:18-30